Thursday, 30 April 2026

Praying for others

 


Dorcas Moyo -

Abraham ainge asina mwana naSarah but anonamatira Abimelech nemukadzi wake navarandakadzi vake kuti vagokwanise kubereka (Genesis 20:17). Mumarriage maAbraham mainge musina mwana but he prayed for others kuti vaite vana. Our prayers need to come to such levels. Zviri easy kuti chinhu chausina uzvinamatire kuti uchiwane but we need to move kuenda palevel yekuti you pray for umwe munhu kuti awane chinhu chausinawo newe iwewe. Uri rovha but unotonamatira mamwe marovha kuti awane mabasa. Uri murwere but unotomatira vamwe varwere kuti vapore. Once watanga kuita izvi nemoyo unorevesa you will notice how things will start to change in your life. Abraham achipedza kunamatira vanhu ava, next chapter (Genesis 21) Isaac anobva aberekwa. Who knows, your testimony inogona iri kuseri kwekunamatira vamwe vanhu than kungozvinamatira iwewe.


Job 42:10 inoti “Jehovha akashandura kutapwa kwaJobho nguva yaakanyengeterera shamwari dzake; Jehovha akapa Jobho zvaakanga anazvo pakutanga kaviri.”

Ipo pakunamatira mafriends ake, things started to change for Job.


Minamato yedu ngairege kungova yedu chete, asi ngatitangei kunamatira vamwe vedu. If you had already been doing it, then continue. There are many vari pachomanikidza who can’t pray for themselves, vanamatirewo. Kune vasingatogone kunamata kwacho, pray for them. Kune vaita give up, pray for them, even those who appear to be well or who are actually well. Pray for them. Let’s pray for everyone

No comments:
Write comments

LOCAL NEWS